Zenze, hwenze kana chenze (mane) kureva mvere dzinokura muhuro negotsi rebhiza kana shumba.

ChirevaEdit

  • Kumera zenze zvinoreva kuita manyawi kana shungu nechinhu chiripo.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaLozi vanoti mutata (n. hair-ridge on the back of animals) kureva mvere dziri pamusana wedzimwe mhuka