Tsiva

(Redirected from Zvibhakera)

Tsiva (Boxing) mutambo wokuti vanhu vanokandana zvibhakera vakapfeka magurovhosi mumawoko avo. Mutambo uyu haubvumire kukava, kupinga kana kubatana.

Boxing080905 photoshop.jpg

Mutambo wetsiva une Vanhu Vatema vazhinji vakaita shasha Pasirose. Vamwe vacho vanosanganisira Mike Tyson, Evander Holyfield, Ali, Anthony Joshua nevamwewo.

Mamwe MazwiEdit

  • Kukanha (1. Strike e.g with fist, 2. K Punch any part of body, 3. Punch face or head., 4. Kick hard - kubanha). Akamukanha netsiva: he struck him with his fist.

Mitauro yeBantuEdit

  • AmaZulu vanoti ukukhokha (draw out ready to attack, ready to strike) vachireva kukoka - sokuti kukoka chibhakera.
  • MaZulu vanoti isibakela (Clenched fist; Strength for ploughing virgin soil) vachireva chibhakera. Mamwe mazwi: izibakela (boxing) kureva zvibhakera.
  • Luganda vanoti chikonde (n. fist) kureva chibhakera. Luganda vanoti makoondhe (n. boxing) kurwa zvibhakera.
  • VaYao vanoti suwa (n. fist) kureva chibhakera - zvichida musuva wesadza unobva pakufananidza nechibhakera chakapfumba sadza?.
  • VaLozi vanoti -likita (v.t. to punch some-one repeatedly, unmercifully) kureva kurikita.