Zvita izita remhuri rinowanikwa kuZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Kate Zvita; Zvita Mutambirwa; James Zvita.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Umbundu inoti ovita (n. war) kureva hondo.