Zvitsuwa zve Sakishima

Zvitsuwa zve Sakishima (Chijapani: 先島諸島, Sakishima-shotō) (kana 先島群島, Sakishima-guntō) (Chiokinawa: Sachishima, Chimiyako: Saksїzїma, Chiyaeyama: Sakїzїma, Chiyonaguni: Satichima) magururndu akagadzikwa kuruchamhembeni kunoguma Gururundu re Japani. Zviri muchikamu che Zvitsuwa zve Ryukyu uye zvinosanganisira Zvitsuwa zve Miyako ne Zvitsuwa zve Yaeyama. Pamutemo, zviri muUfuke we Okinawa, Japani.

Zvitsuwa zvinevagari: chinjirudza

Zvitsuwa zve Sakishima