Kunhara

(runangakatsva kubva kuAkanhara)

Kunhara (turn up at some distant place).

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Mhiri (on the other side; other bank; other shore).
  • Kudarika (to pass; to go to other side).
  • Kudaritsa (cause to pass; to go to other side).

Kurerutsa Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Mang'anja vanoti ku-talika (to be distant, long tall) vachireva kuva kure.
  • Mang'anja vanoti tali patali (far away, distant; far away) vachireva chinhambwe chiri kure.
  • VaYao vanoti kutalika (to be distant) vachireva kuti kure. Ko kutarangana?
  • VaYao vanoti chilambo cha kwakutalika (a distant country) vachireva nyika iri kure.
  • Mang'anja vanoti U-sa-opere ku-tari (do not fear something far away) vachireva usatya chiri kure.
  • Mang'anja vanoti Ulendo waku-talika (a distant journey) vachireva rwendo rurefu.
  • Mururimi rweLenje vanoti itala kana tala (side; one of two sides e.g. of river or valley - usually the furthest side) vachireva rimwe eemativi maviri, zvikurusei divi riri mhiri kana kuti divi riri kure racho. Kana vaLenje vachiti kutala (on the other side, beyond) vanenge vachireva kune rimwe divi tadarika patiri.