Alunga sezita
Alunga izita remhuri rinowanikwa muSouth Africa neDRC.
- Vanhu vane zita iri: Mirador Alunga; Clarisse Alunga; Meresia Alunga; Esther Alunga.
- Mazwi ari pedyo: Kurungama, Chirunga sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kimbundu inoti alunga (v. they are right, they triumph) kureva vakarungama.