United States of America
(runangakatsva kubva kuAmerica (USA))
| |||
National motto: In God We Trust | |||
United States of America inyika iri kuziwumbe reNorth America. Nyika iyi ndiyo ine hupfumi hwakanyanya Pasirose. Pari zvino inotungamirwa naPresident Joe Biden akaiswa pachigaro musiwa 20 Ndira 2021 achitsiva President Donald Trump. Barack Obama anova akazvarwa nababa munhu mutema vakabva kuKenya vari verudzi rwechiLuo. Mai vaObama murungu.
zvechiuto
chinjirudzapasi pebumbiro remutemo, mutungamiri wenyika ndiye mukuru wemauto anosanganisira Mauto, Navy, Marine Corps, Air Force, Coast Guard, uye Space Force
North America |
United States of America | Canada | Mexico |