Bangiro
(runangakatsva kubva kuBanga (mubangiro))
Bangiro (Safe, proper storage space; hoard up; store up) zvinoreva nzvimbo yakafanirwa yokuchengetera zvinhu.
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Mvura inobangirwa muchirongo.
- Gumbu rinoshandiswa kubanga mbuva. Gumbu rinorukwa nemakavi richishandiswa kutakura mbuva - rinenge nhava hombe.
- Mari inobangirwa kubhanga.
- Sekuru vake vainzi Bangamuseve nokuti vaichengeta museve pose pavari.
- Mukadzi akati nhumbi dzake banga, ndiye dhu, tundu kuenda. The woman stored her belongings in a safe place, shot out the door and left.
Mitauro yeAfrica
chinjirudza- VaGiryama vanoti lutsaga (store, garner - storehouse, granary).
- VaNyoro vanoti banga kana kibanga (space of time or distance; room; occasion; opportunity).
- Gusilay vanoti ebaŋ (1. keep, store, pose somewhere). Fananidzai nokuti kubanga.
- Kimbundu vanoti kubanga (v. do, cause, make, perform, effect) kureva kuita.