Bonde sezita
Bonde izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Tinashe Bonde; Simbarashe Bonde; Itayi Bonde; Rumbidzai Bonde.
- Mazwi ari pedyo: Mapondera sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Lugungu inoti mponderana (n. sequence) kureva kuteverana.
- Lugungu inoti kuhondera (v. be next, follow; come straight after something or somebody in time, sequence, or space).
- Swahili inoti bonde (n. valley, hollow, low ground). Mamwe mazwi: bonde la mto (n. river bed).
- Mbugwe inoti ibonde (n. valley).