Chatambarara izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mamwe mazwi.

  • Maconde vanoti kutambala (v. creep).
  • VaMambwe vanoti -tambalala (to be straight, to be flat, to stretch out flat) vachireva kutambarara, chakatambarara kana pakatambarara.
  • VaMambwe vanoti -tambalala (lazy person) vachireva chatambarara.
  • VaMambwe vanoti -tambalala umwili (to be weak, lazy) vachireva kurukutika kana kuva nenungo.