Chitambara sezita
Chitambara izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Fungayi Chitambara; Prosper Chitambara; Farai Chitambara, Clide Kudakwashe Chitambara.
- Mazita ari pedyo: Mutambara sezita; Mutambarika sezita, Chitamba sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Zigula inoti kutambala (to crawl; crawling) vachireva kukambaira. Zigula inoti kutambaza (to crawl on; crawling on) vachireva kukambairira.
- Lugungu inoti kitambaara (tablecloth; crocheted cloth). Kikongo inoti kitambala (n. scarf).
- Kirundi inoti igitambara (cloth). Luganda vanoti ekitambaala (n. cloth) kureva jira.
- Nyanja inoti kutamba (to spread as water in a river, as pumpkin shoots & other creepers & climbing plants).
- Nyanja vanoti Kutambalala (stretch out one's self). Kinande inoti ikithambala (n. shawl; head scarf; head veil).
- Maconde vanoti kutambala (v. creep).