Chikaranga

(runangakatsva kubva kuChiKaranga)
Mutauro Chikaranga
Vatauri 8.5 miriyoni
Mitauronyina
  • chiDuma
  • chiJena
  • chiMhari (Mari)
  • chiNgova
  • chiGovera
  • chiVenda
  • chiNyubi
Mhuri ye mutauro Bantu
Nzvimbo Masvingo

Midlands Province

  • Mberengwa districts
  • Zvishavane districts
Nyika Vukaranga, Zimbabwe

Chikaranga kana Karanga mutauro unotaurwa muguta maMasvingo munyika yeZimbabwe. Chikaranga mutauro wedzinza reVashona, uye sezvinoita mitauro yechiNguni mitauro yechiShona inonzwisisika kuvamwe vemarudzi eDzinza rechiShona senge: Bazezuru, Samanyika, Mandau uye Makorekore.

Tsananguro chinjirudza

Vanhu vechiKaranga nemutauro zvakabatana zvakanyanya nevaKalanga vachigovana zvakafanana mumutauro uye nemitauro. Nekudaro, izvo zviviri hazvisi zvinonzwisisika sezvo mutsauko mujogirafi wakonzera kuti mitauro miviri ikure zvakasiyana.

  • Duramazwi reChiKaranga rinowanikwa paGoogle pagwaro rinonzi AManualoftheChikarangaLanguage_10727652.pdf

Bumbiro re Mabhi chinjirudza

Tafura ye Mabhi chinjirudza

' b c d f g h j k l m n p r s t v w y z
b bh bv bw
c ch chw
d dh dhl dv

dzv

dw

dhw dhlw dyw dzw

dy dz
f fw
g gh gw
h hl hw
j jw
k kh kw
l
m mb mh

mbh

mv mbw

mw

n n'

ng'

nd ng nh nzv ndw

ngw nhw nw nyw ndyw (ndhlw) nzw

ndy (ndhl)

ny

nz
p ph pw
r rh rw ry
s sh sv sw
t th tl ts tv

tsv

tw

tlw tyw tsw

ty
v vh vw

vhw

w
y yw
z zh zv zw