Vazezuru
|
Vazeruru, Wazezuru kana Bazezuru vanhu vedzinza rechiShona vanotauri mutauro unonzi Chizezuru. Mutauro wavo ndiwo unotaurwa nevanhu vazhinji veChivanhu nekuti Sitandadhi Shona inotora mashoko kuba kuChizezuru nemamwe mashoma kubva kumimwe mitauro yechiShona. Vazezuru vane hukama nemadzinza aya: Vakaranga, Vandau, Vakorekore neVamanyika (Samanyika), uye vane hukama huripedyo neVakalanga, Vavhenda, Vadoma neVasena.[1]
Vambo rezitaChinjirudza
Chirevo reshoko rekuti Zezuru harizivikwi, rinongovwa sezita redzinza revanhu vechiShona ivo Mazezuru, nemutauro wavo Chizezuru.
NhoroondoChinjirudza
Mabviro eruzivoChinjirudza
- ↑ http://www.self.gutenberg.org/articles/eng/Zezuru_language Yakatariswa: 18 Chikumi 2021