• Chidza (Native or aboriginal person).
  • Chidza (Wooden bettle for beating floors or earth around a post).
  • Chidza (Foundation; site prepared for building).

Mamwe MazwiChinjirudza

  • Kuchidza (help a little).
  • Dika (Wooden bettle for beating floors).

Mitauro yeBantuChinjirudza

  • VaDigo vanoti msingi (foundation) vachireva chidza.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.