Chikanda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Chipo Chikanda; Ropafadzo Chikanda; Fungai Chikanda; Sabina Chikanda.
  • Mazwi ari pedyo: Kikanda sezita.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kimbundu inoti kikanda (n. grass island).
  • Taita inoti kukanda (v. plaster).