Chikanza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Darlington Chikanza; Jane Chikanza; Ian Chikanza; Tanya Chikanza.
  • Mazwi ari pedyo: Makanza sezita.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.