Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaHerero vanoti otyi-kombo (n. broom, besom) kureva bhurumu. VaHerero vanoti komba (v. sweep with broom) kureva kutsvaira.
  • MaZulu vanoti unkomba (n. Forefinger, index-finger ; pointer, indicator) kureva munongedzi.
  • Luvale vanoti Chikomba (n. One who sweeps. A name given in Luvale to a 2nd child born after twins).
  • Lunda vanoti Chikomba (n. a child born after twins) mwana anotevedza mapatya pakuzvarwa.


 
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.