Chikoto
Chikoto izita remhuri muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Mordreck Chikoto; Tinago Chikoto; Tawanda Chikoto; Paul Chikoto.
- Mazwi ari pedyo: Makoto sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- VaTonga vanoti chikoto (abscess). VaTonga vanoti chikoto (knot, tumor, lump) kureva chipfundo kana bundu.
- MaZulu vanoti kwamkoto (adv.loc. At a snug place, at a place of safety. See ukoto). VaGungu vanoti kikooto (adj. large).
- MaZulu vanoti isikhothe (n. Hot, baking sun; scorching, dry wind). Mamwe mazwi: Li6alele isikhothe namuhla (It shines with a baking heat to-day).
- Herero inoti otyi-koto (one with a protruding forehead) vachireva munhu ane gumha. Mamwe mazwi: ou-koto (inside, interior, core; depth, deepness).