Chikunda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Ruvimbo Chikunda; Tatenda Chikunda; Kundai Chikunda.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kimbundu vanoti kikunda (n. retribution; revenge, vengeance; retaliation) kureva rutsiva.
  • Giryama vanoti kundi (flock). Sangho vanoti kundu (n. amass, flock).
  • Maconde vanoti chikunda (n. red soil - used as building material)).
  • Hadiyya inoti hunda (adj. all, entirely). Mamwe mazwi: xir hundam (every time).
  • Kikuyu inoti gekundi (herd, multitude, company, congregation) vachireva vanhu vazhinji kana mhuka zhinji.