Chimanda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Francis Chimanda; Thomas Chimanda; Munyaradzi Chimanda; Tendai Chimanda.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitaur yeAfrika inotodzana mamwe mazwi.

  • VaZigula vanoti Chimanda (n. a loaf made from flour and bananas).
  • Hadiyya inoti maandara (adj. goodness, quality).