Chimbeva sezita
Chimbeva izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Panashe Chimbeva; Joshua Chimbeva; Manasa Chimbeva; Viola Chimbeva.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaVenda vanoti -ita tshimbeva (v. conspire) vachireva kufurirana kana kurangana.
- VaVenda vanoti tshimbeva (n. plot, consipiracy) kureva chirangano.