Chimhau izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Tarisai chinyorwa chinonzi hota.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaSwahili vanoti kimau (uniform shirt with short sleeves).