Hota
- Hota (Curved handle) kureva mubato wakakombama.
- Hota (Variety of tsenza) apa kureva rudzi rwetsenza.
- Hota (Canna seed)
- Hota (1. Highly vulnerable spot between occiput and nape of neck; 2. Front part of sheep, between top of front legs and throat) - apa kureva nzvimbo iri pakati pegotsi neshure kwemutsipa ine njodzi ikarohwa kana kubatwa zvisina kunaka.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaHerero vanoti koto kana kokovara (curved).
- VaBwisi vanoti kugota (curve) kureva kukombama.
- VaTakwane vanoti yoogomba (adj. crooked) kureva kukombama.
- Kimbundu inoti hota (n. angle, corner, circuit). VaGulu vanoti kukomba (v. tilt).
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |