Chimwanengara izita remhuri.

Kurerutsa Mutauro

chinjirudza
  • Ngara, Muchekechera, kana ngarara - apa kureva mupunga wechibage.
  • Ngara inopfekwa mumusoro naShe.
  • Ngara (Porcupine).

Mitauro yeChiBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Chopi vanoti nghala (n. lion) kureva shumba.
  • VaLugungu vane hove inonzi Ngara (fish species) ine makwati machena, besu reYellow, mazai eGrey.