Chipunza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Sarah Chipunza; Pamhidzai Chipunza; Tinashe Chipunza; Tapfumanei Chipunza.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Herero inoti punduka kana punda (v. descend; go downward).
  • Kinande inoti erihunza (v. hit, beat) kureva kurova.
  • Nyanja inoti mpunza (n. learner) kureva mudzidzi. Mamwe mazwi: punza, punzira, pfunzira (v. learn) kureva kudzidza kana kufunda.
  • Nyanja inoti upunza (learning) kureva kudzidza. Mamwe mazwi: punzitsa (to teach) kureva kudzidzisa kana kufundisa. Mpunzi kureva mudzidzisi.
  • Shimakonde inoti kupunda (v. to surpass; exceed; surpass). Mamwe mazwi: kupundanyanga (excess; surplus; glut).