Chirere izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Memory Chirere; Tapera Chirere; Tinashe Chirere.
  • Chirere to mean an omen, good or evil.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Nyanja inoti chirere (gentleness; repose of manner; repose of character; also ease which comes to mean either deliberate slowness of easy speed).
  • Kinande vanoti ekirere (n. dry banana leaf) kureva shizha remubhanana rakawoma.
  • Chewa inoti chirere (basket with the ordinary creeper-twinned rim). Mambwe inoti cilele (a corpse; like a corpse; as one who courts death, who plays with fire).
  • Swahili vanoti kilele (tip, peak, highest point). Sokuti: kilele cha mti (treetop).