Chirewa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neMozambique.

  • Vanhu vane zita iri: Ephraim Chirewa; Tafadzwa Chirewa; Tafungwa Chirewa; Tsitsi Chirewa.

Mitauro yePasirose

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • VaDigo neSagara vanoti kulewa (to get drunk) vachireva kudhakwa. Shimwali vanoti ulewa (to get drunk) vachireva kudhakwa.
  • VaSwahili vanoti lewa (be drunk, stagger, reel). Mamwe mazwi: kileo (v.i. 1. intoxication, 2. intoxicating beverage).
  • VaSwahili vanotiLewasha (make someone drunk). Shimaore vanoti ulewa (to get drunk) vachireva kudhakwa.
  • VaGulu vanoti ku-lewa (to fight) kureva kurwa. Mamwe mazwi: ku-lewana (to fight together).
  • Nyanja vanoti kulewa (v. to shun by staring to one side). Sangho vanoti lewa (n. flame; embers).
  • ChiFiji inoti lewa (v. to decree; to judge; determine; to manage; to order; to preside; to rule; dominion; jurisdiction).