• Chiro (Sleeping place of baboons) kureva nzvimbo yekurara yemakudo.
  • Chiro (midnight) kureva pakati peusiku.
  • Chiro (a thing, an entity) kureva chinhu.
  • Chiro sezita (family name) izita remhuri.

Mazwi eBantu chinjirudza

  • VaYao vanoti chilo (night) kureva husiku. VaYao vanoti pakati chilo (midnight) kureva pakati peusiku.
  • VaWanga vanoti eshiro (night, evening) kureva husiku.
  • VaHaya vanoti omukiro kana omukilo (night) kureva husiku.
  • VaMaconde vanoti chilo kana uhiku (night); VaShona vanoti chiro kana husiku.


 
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.