Chisamarengu
Chisamarengu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Felix Chisamarengu; Letwin Chisamarengu; Rukandama Chisamarengu.
- Mazwi ari pedyo: Marengu sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaTsonga vanoti rhengu (n. plan).