Marengu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Ruvimbo Marengu; Benji Marengu; Shelter Marengu.
  • Mazwi ari pedyo: Chisamarengu.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaTsonga vanoti rhengu (n. plan).
  • Kimbundu vanoti múkua kilêngu (impatient, eager, restive, forward).
  • VaBukusu vanoti buureengu (n. unruliness) kureva humambara.