Muchidzidzo chePimanyika, chiso (surface) inzvimbo ine miganhu unotarwa nehwasha uye hurefu asi pasina hudzamu. Muenzaniso ungapiwa ndeuyo watinoouna takatarisa pamusoro petafura, madziro emba, garo repoto, denga remba zvichingodaro.

Zvakakosha kutsambidzira kuti chiso hauna hudzamu nyangwe zvavo uchitsigirwa nechivakwa kana mbiru dzine hudzamu.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Mwari wakati - Ringirai ndamupa zvisimwa zveshe zvinobereka tsangu, zviri padera pehope yeshe yenyika, nemiti yeshe, iyo mukati mwayo mune michero ine mbeu inobereka miti...: Then God said, “I give you every seed-bearing plant on the face of the whole earth and every tree that has fruit with seed in it (Genesis 1:29 Bhaibheri reChiNdau).