Chisoko izita remhuri rinowanikwa muZambia neZimbabwe. Rimwe zita riri pedyo rinonzi Chisoka.

  • Vanhu vane zita iri: Chama Chisoko; Hillary Chisoko; Diana Chisoko; Fortune Chisoko.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kimbundu vanoti risoko kana masoko pakuwanda (n. person of the same time or age).
  • VaUmbundu vanoti ocisoka (double tooth) kureva mazino akadurikidzana.
  • Lubwisi vanoti kiisoko (n. Worm found in maize).