Chiti
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Kuita chiti (being precise).
- Hundere (neatness of a neat person). Apa kureva munhu akatsvinda.
Mitauro yeAfrika
chinjirudza- Mang'anja vanoti chiti (the feeling that runs over the body in fear) kureva zvinonzwikwa nemuviri wenhu ari kutya?
- Digo vanoti chihi (chair, seat, stool) kureva chigaro. Swahili neLingala vanoti kiti kureva chigaro.
- Bor inoti kiti (n. chair) kureva chigaro. Shimaore inoti shiri (n. chair) kureva chigaro.
- VaLamba vanoti chiti (n. tree; wood [the substance]; beam, post, pole, plank).
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |