Chitongo izita rinowanikwa muZimbabwe, Zambia neNamibia.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.

  • Zigula vanoti madongo (n. a caravan, a crowd; mass; assembly; company; multitude; party).
  • VaZigula vanoti kudonga (v. to go on; proceed). VaZigula vanoti kudongana (v. to follow one another).
  • Lubwisi vanoti kitongole kana bitongole (n. organization). Mamwe mazwi: kuba mu kitongole (belong to an organization).
  • Kimbundu vanoti mukua kitongo (n. observant person) munhu anocherechedza.