Madongo
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaZigula vanoti madongo (n. a caravan, a crowd; mass; assembly; company; multitude; party). Mamwe mazwi: (v. to go on; proceed). Kudongana (v. to follow one another).
- Lubwisi vanoti kitongole kana bitongole (n. organization). Mamwe mazwi: kuba mu kitongole (belong to an organization). Mamwe mazwi: kudonga (v. . follow in line, march; follow in line).
- Lugwere vanoti kitongole (work, administrative unit, department, organization, agency, institution). Mamwe mazwi: kutongana (v. quarrel).
- Lugwere vanoti kutongola (v. launch, commission; perform an official opening of something) kureva kuvarura kana kuparura. Fananidzai nokuti polity kuEnglish.