Chitukuta sezita
Chitukuta izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Takura Chitukuta; Noah Chitukuta; Miria Chitukuta; Cheryl Chitukuta.
Mitauro yeAfrika chinjirudza
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.