Chiundu sezita
Chiundu izita remhuri rinowanikwa muMalawi, Tanzania neZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Diana Chiundu; Mphatso Chiundu; Dan Chiundu; George Chiundu.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- VaTaita vanoti undu kana maundu (n. business; occupation; affair; things of the intellect; trouble).
- Kolokuma Izon inoti undu (n. life; living) kureva hupenyu.
- Kolokuma Izon inoti undu (vi. live) kureva kurarama.