Chivhu, Zimbabwe

Chivhu idhorobha riri muZimbabwe rinowanikwa mudunhu reMashonaland East. Dhorobha iri rakakomberedzwa nemaruwa nemapurazi anodanwa kunzi Chivhu zvakare. Munguva yokunge nyika isati yawana kuzvitonga kwevatema, dhorobha iri rainzi Enkeldoorn. Nzvimbo yakakomberedza Chivhu yakanga yakagarwa nemaAfrikaans, ava maBhunu akabva kuSouth Africa vanova ndivo vakatumidza zita rokuti Enkeldoorn.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaMambwe vanoti civu (n. hippopotamus) vachireva mvuu.
  • MaZulu vanoti isivu (n. speed) vachireva spidhi. Mamwe mazwi: ukuthatha ngesivu (to speed off).