Chiwana kana Chihwana izita remhuri rinowanikwa kuMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Kelly Chiwana; Charles Chiwana; Visenga Chiwana; Afonso Chiwana.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Herero vanoti oku-uana (n. companionship). Mamwe mazwi: otyi-uana kana ovi-uana (n. community; nation; tribe; kindred). Oru-uano (n. communion; unity).
  • Herero vanoti uana (n. associate; join; unite with; be one). Mamwe mazwi: oku-uana na (n. union; concord). Oma-uaneno (n. connection).
  • Nsenga vanoti Chiwana (n. sort, kind, size, amount). Mamwe mazwi: Chiwana (n. a definite quantity; quantity).
  • Nsenga vanoti Chiwana chimo (same; alike, equal, like).