Chiwashira

Chiwashira izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: George Chiwashira; Kudakwashe Chiwashira; Elliot Chiwashira.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaTaita vanoti kuwasha moto (v. to light a fire) kureva kuvesa moto.
  • VaWanga vanoti okhwashira (shine on; shine in; shine for) kureva kuvhenekera?. VaWanga vanoti okhwashia (v. light; cause to glow).
  • ChiNdau vanoti chiasha kana chiwasha.
  • Bravanese vanoti kuwasila (v. arrive).