Chonzi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Mhuri zhinji dzine zita iri dzaibva ku Mozambique neku Malawi.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Sena inoti chonzi (storm) kureva dutu remhepo.
  • Nyungwe inoti conzi (storm) kureva dutu remhepo.