• Dandara Pamusoro (ideo of Being high; of Being on highest point). Takaona Zhombwe kuti dandara: we saw that Zhombwe was higher than the other hills. Takati dandara pamusoro pegomo: we were on the summit of the hill.
  • Dandara kana matandara, (1. Platform on poles, 2. Raised up watch hut, Platform with walls and no roof). Vamwe vanoti dara.
  • Dandara (Mentally retarded person). apa zvichireva rema.
  • Dandara (ideophone of distended stomach) Mwana akangoti dumbu dandara: the child has eaten to bursting point.
  • Dandara (ideophone of Travelling in a straight line).

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • MaZulu vanoti dandalaza (v. Come out into the open, come into sight). Muenzaniso: Inyanga idandalazile (The moon has come into sight; said of the new moon).
  • MaZulu vanoti dandalazi (ideophone of coming into view).
  • Sangho vanoti dandara (adj. openly, publicly) kureva pachena kana paruzhinji.


 
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.