Denhere

Denhere kana chinanga (thicket, thick bush) zvinoreva sango rine makwenzi akabatana zvakanyanya zvokuita dzote asi asina kunyanya kureba.

TsumoEdit

  • Kupfuura nomuchinanga hugonda neshangu. To pass through a thicket you have to rely on shoes.
  • Kupfuura nomuchinanga hunzwa kupitsa hwakwata. To pass through a thicket you have to know about relying on sandals

Mitauro yeChiBantuEdit