Dongo izita remhuri rinowanikwa munyika yeZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Simbarashe Dongo; Victor Dongo; Aaron Dongo, Margret Dongo aiva nhnego yeZanu-PF.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.

  • Nyanja vanoti dongo (n. white clay used to make pots, smelting furnaces). Mamwe mazwi: udongo (cleanliness).
  • Zigula vanoti dongo (n. assembly, crowd, company; host; mass). Yao vanoti masame (deserted village) kureva dongo.
  • Kirundu vanoti umusaka (house in ruins). VaTonga vanoti citongo, itongo, litongo kana matongo (deserted village) kureva dongo.
  • VaIkizu vanoti ritongo (n. deserted place) kureva dongo. Maore vanoti dongo (n. red clay).
  • VaLenje vanoti matongo (site of abandoned village or camp, garden etc) kureva dongo kana musasa wakare.
  • VaKabwa vanoti eritongo (n. deserted place) kureva dongo. Sangho vanoti dongo (seduction, attraction).
  • Zigula vanoti dongo (n. crowd; multitude). Mamwe mazwi: kudongana (v. to follow one another).