Dota

(Redirected from Durunhuru)

Dota, madota kana marota (Ash) ibukuta pfumbu kana dema rinosara kana huni dzapera kutsva. Panorasirwa dota panonzi padurunhuru kana durunhuro kana kuti humbarota.

Campfire scar 08319.JPG

Kurerutsa MutauroEdit

Mitauro yeAfrikaEdit

  • Barotse vanoti mufuse (n. hot ashes) kureva rufuse. Baila vanoti piisha (to be very hot) kureva kupisa.
  • MaZulu vanoti thungela (v. Set fire to) kureva kutungidza.
  • VaFwe vanoti ku-tunga (v. to take fire to one’s own fireplace) kureva kutungidza.
  • VaDanal vanoti toŋgo (hot, burning). Mamwe mazwi: toŋgaw (n. heat).