Huruva

(Redirected from Bukuta)

Huruva kana mhukutu (dust settled or suspended).

Mamwe MazwiEdit

Kurerutsa MutauroEdit

Mitauro yeBantuEdit

  • VaNyungwe vanoti pfumbi (n. dust) kureva huruva. Fananidzai nokuti kupfumbura huruva.
  • VaChewa vanoti fumbi (n. dust) kureva huruva.
  • VaDigo vanoti vumbi kana mavumbi (n. dust) kureva huruva.