Ekondo sezita
Ekondo izita remhuri rinowanikwa muCameroon, Senegal neCongo, Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Mariana Ekondo; Hermon Ekondo; Benyamin Ekondo; Logane Ekondo.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Bakaka vanoti ekondo (n. abandoned village) kureva dongo.
- Uyo Ibibio vanoti ekondo (n. world) kureva pasirose. Herero vanoti Oru-kondo (n. a division, a part; allotment; part; share).