Bakaka mutauro unowanikwa kuCameroon.

Mazwi Anotodza Shona

chinjirudza
  • Bakaka vanoti bwaŋga (n. remedy, cure, exorcism, fetish).
  • Bakaka vanoti dyǎŋ (n. palm) kureva chanza.
  • Bakaka vanoti ji (this) kureva ichi.
  • Bakaka vanoti mbwa (n. dog) kureva imbwa.
  • Bakaka vanoti mdya (n. food, bread) kureva kudya.

Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Bakaka vanoti din (n. name, fame, reputation) kureva zita.
  • Bakaka vanoti dəwaá (n. meningitis, fontanelle disease) - zvichida vanoreva nhova.
  • Bakaka vanoti dyôm' kana dyoôm (n. ten) kureva gumi.
  • Bakaka vanoti jǎnaa (n. yesterday tomorrow) kureva nezuro kana mangwana.
  • Bakaka vanoti lungu (n. mosquito) kureva umhutu.
  • Bakaka vanoti mbálɛ (n. the truth) kureva chokwadi.
  • Bakaka vanoti mbátá (n. addition) kureva kuonga.
  • Bakaka vanoti mbeŋgá (n. pigeon).
  • Bakaka vanoti mbela (n. the hawk).
  • Bakaka vanoti mbesá (n. the stick, the truncheon).
  • Bakaka vanoti mbɛŋɛ̂ (n. South) kureva chamhembe.
  • Bakaka vanoti mɓóko (n. middle, group, circle).
  • Bakaka vanoti mboó (n. forehead) kureva huma.
  • Bakaka vanoti mbɔlɔʼ kana mbɔʼɔlɔʼn (n. the pestle) kureva mutsi.
  • Bakaka vanoti mbwanda (n. slot, slit, crack, fissure, chink).
  • Bakaka vanoti mbungu (n. improper and colored element, which makes a liquid cloudy).
  • Bakaka vanoti mbumbu (n. ashes) kureva dota.
  • Bakaka vanoti meba (n. lifestyle, culture) kureva tsika kana magariro.
  • Bakaka vanoti məjoká kana mtanda (n. games) kureva mitambo.
  • Bakaka vanoti məkaŋgá (n. obligation; constraint; repression) kureva r.
  • Bakaka vanoti elonge (n. life) kureva hupenyu.
  • Bakaka vanoti ekondo (n. abandoned village) kureva dongo.

[1]

  1. https://www.sil.org/system/files/reapdata/96/55/93/96559361571016524043610912988359979327/LexiqueMkaa1995.pdf?lang=en