Gama izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Lance Gama; Mandla Gama; Mduduzi Gama; Dimakatsi Gama.
  • Magama kana gama (Astonishing act or thing).
  • Mamwe mazita ari pedyo kutodzana neiri anoti Gamanya naMagama.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • VaTsonga vanoti gama (n. eagle).
  • Humburi Senni inoti gám-ó (n. middle). Mamwe mazwi: cér gám-èy (among the people). Bòr-èy gám-ò gà: (in the midst of the people).
  • Hadiyya inoti gaama (adj. not cooked thoroughly; rough, bad mannered).