Guungano

(runangakatsva kubva kuGungano)

Guungano, makuungano kana mhomho (Very large crowd) zvinoreva mho mho yevanhu vauya panzvimbo imwechete - iri izwi rinobva pakuti kuungana.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • Vatauri veDigo neChewa vanoti unga (to join, to unite).
  • VaDigo vanoti kuungana (to come together to form a group, to join with one another).
  • VaDigo vanoti ungo (a joint of the body, the body as a whole, and in particular the back; figuratively used of a tree bearing fresh fruit).
  • Vatauri veChewa vanoti kuunganicha (to unite).
  • Vatauri veChewa vanoti kuunga bwalo (to assemble a court).
  • Barotse vanoti -kunga (v.t. to gather, to collect, to muster). Mamwe Mazwi - kungile, -kungushula kana kungushuzi